2 Makoronike 16:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mambo Asa vakauyisa varume vose veJudha, uye vakatakura kubva kuRama matombo ose namatanda aishandiswa naBhaasha. Akavaka Gebha neMizipa nazvo.

2 Makoronike 16

2 Makoronike 16:5-10