2 Makoronike 16:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugore ramakumi matatu namapfumbamwe rokutonga kwake, Asa akabatwa nechirwere mumakumbo ake. Kunyange chirwere chake chakanga chanyanyisa mukurwara kwake imomo haana kutsvaka rubatsiro kubva kuna Jehovha asi kubva kun'anga chete.

2 Makoronike 16

2 Makoronike 16:11-14