2 Makoronike 16:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mamwe mabasa okutonga kwaAsa, kubva pakutanga kusvika pakupedzisira akanyorwa mubhuku ramadzimambo aJudha neIsraeri.

2 Makoronike 16

2 Makoronike 16:6-12