2 Makoronike 13:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Uye zvino mava kurangana kurwisana noumambo hwaJehovha, huri mumaoko ezvizvarwa zvaDhavhidhi. Zvirokwazvo muri hondo huru; uye mune zvimhuru zvegoridhe zvakagadzirwa naJerobhoamu kuti zvive vamwari venyu.

2 Makoronike 13

2 Makoronike 13:6-12