2 Makoronike 13:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vamwe vakapikisana naRehobhoamu mwanakomana waSoromoni paakanga achiri mudiki asati ava kugona kuzvisarudzira zvaaida uye asati asimba kuti angarwisana navo.

2 Makoronike 13

2 Makoronike 13:3-16