2 Makoronike 13:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Abhija akaenda kundorwa nehondo yaive navarume zviuru mazana mana vaigona kurwa, uye Jerobhoamu akamurwisa navarwi zviuru mazana masere vaigona kurwa.

2 Makoronike 13

2 Makoronike 13:1-13