2 Makoronike 13:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye akatonga muJerusarema kwamakore matatu. Zita ramai vake rainzi Maaka, mwanasikana waUrieri weGibhea. Pakava nokurwisana pakati paAbhija naJerobhoamu.

2 Makoronike 13

2 Makoronike 13:1-10