2 Makoronike 10:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mambo Rehobhoamu akandobvunza vakuru vaisishandira baba vake Soromoni panguva yavakanga vari vapenyu. Akavabvunza achiti, “Ko, izano ripi ramungandipa kuti ndipindure vanhu ava?”

2 Makoronike 10

2 Makoronike 10:1-14