2 Makoronike 10:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rehobhoamu akapindura akati, “Dzokai kwandiri mumazuva matatu.” Saka vanhu vakaenda havo.

2 Makoronike 10

2 Makoronike 10:1-10