2 Makoronike 1:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi aritari yendarira yakanga yagadzirwa naBhezareri mwanakomana waUri, mwanakomana waHuri, yakanga iri muGibheoni pamberi peTabhenakeri yaJehovha; saka Soromoni neungano vakandomubvunza ipapo.

2 Makoronike 1

2 Makoronike 1:1-14