2 Makoronike 1:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Dhavhidhi akanga auyisa areka yaMwari kubva kuKiriati Jearimi kunzvimbo yaakanga aigadzirira nokuti akanga aidzikira tende muJerusarema.

2 Makoronike 1

2 Makoronike 1:1-13