2 Madzimambo 9:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka Jehu, mwanakomana waJehoshafati, mwanakomana waNimushi, akamukira Joramu. (Zvino Joramu navaIsraeri vose vakanga vadzivirira Ramoti Gireadhi nokuda kwaHazaeri mambo weAramu.

2 Madzimambo 9

2 Madzimambo 9:4-21