2 Madzimambo 9:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakakurumidza kutora majasi avo vakaawaridza pasi pamakumbo ake pazvikwiriso. Ipapo vakaridza hwamanda vakadanidzira vachiti, “Jehu ava mambo!”

2 Madzimambo 9

2 Madzimambo 9:5-21