2 Madzimambo 8:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro, Jehovha akanga asingadi kuparadza Judha, nokuda kwomuranda wake Dhavhidhi. Akanga avimbisa kupa mwenje kwaari nokuvana vake nokusingaperi.

2 Madzimambo 8

2 Madzimambo 8:17-22