2 Madzimambo 8:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akafamba munzira dzamadzimambo eIsraeri, sezvakaita imba yaAhabhu, nokuti akawana mwanasikana waAhabhu. Akaita zvakaipa pamberi paJehovha.

2 Madzimambo 8

2 Madzimambo 8:14-20