2 Madzimambo 6:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munhu waMwari akatumira shoko kuna mambo weIsraeri achiti, “Chenjerai kuti murege kupfuura napanzvimbo iyo nokuti vaAramu vari kuburukirako.”

2 Madzimambo 6

2 Madzimambo 6:1-15