2 Madzimambo 6:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo mambo weIsraeri akatumira vanhu kunzvimbo iyoyo yaakanga aratidzwa nomunhu waMwari, kuti vandoiongorora. Nguva nenguva Erisha aiyambira mambo, kuti achenjerere nzvimbo dzakadaro.

2 Madzimambo 6

2 Madzimambo 6:7-19