2 Madzimambo 6:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati, “Mwari ngaandirove zvakanyanya kwazvo, kana musoro waErisha mwanakomana waShafati ukaramba uri pamapfudzi ake nhasi!”

2 Madzimambo 6

2 Madzimambo 6:25-33