2 Madzimambo 6:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino mambo akanzwa mashoko omukadzi uyu, akabvarura nguo dzake. Akati achifamba naparusvingo, vanhu vakamutarisa, vakaona kuti akanga akapfeka masaga mukati menguo, pamuviri wake.

2 Madzimambo 6

2 Madzimambo 6:20-33