2 Madzimambo 6:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo akavagadzirira mabiko makuru, uye vakati vapedza kudya nokunwa akavaendesa, ivo vakadzokera kuna tenzi wavo. Naizvozvo mapoka avapambi vokuAramu akarega zvokupamba nyika yeIsraeri.

2 Madzimambo 6

2 Madzimambo 6:19-28