2 Madzimambo 6:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akamupindura akati, “Musavauraya. Hamungazouraya vanhu vamunenge makatapa nomunondo wenyu kana uta hwenyu here? Vaisirei zvokudya nemvura pamberi pavo kuti vadye uye vanwe vagodzokera kuna tenzi wavo.”

2 Madzimambo 6

2 Madzimambo 6:18-30