2 Madzimambo 6:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Erisha akati kwavari, “Iyi handiyo nzira uye iri harizi iro guta. Nditeverei, ndichakutungamirirai kumunhu wamuri kutsvaka.” Uye akavatungamirira kuSamaria.

2 Madzimambo 6

2 Madzimambo 6:17-29