2 Madzimambo 6:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vavengi pavakaburuka kwaari, Erisha akanyengetera kuna Jehovha akati, “Pofumadzai vanhu ava.” Naizvozvo akavapofumadza sezvakanga zvakumbirwa naErisha.

2 Madzimambo 6

2 Madzimambo 6:14-23