2 Madzimambo 6:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muranda womunhu waMwari akati amuka mangwanani aitevera, akabuda panze akaona hondo namabhiza nengoro zvakomba guta. Muranda wake akati, “Haiwa ishe wangu, tichaita seiko?”

2 Madzimambo 6

2 Madzimambo 6:7-25