2 Madzimambo 6:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akatumira ikoko mabhiza nengoro namauto akasimba. Vakaenda usiku vakakomba guta.

2 Madzimambo 6

2 Madzimambo 6:12-23