2 Madzimambo 4:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akakwira pamubhedha akatsivama pamusoro pomwana, akaisa muromo wake pamuromo womwana, nameso ake pameso omwana, uye maoko pamaoko ake. Paakatsivamira pamusoro pake, muviri womukomana wakatanga kudziya.

2 Madzimambo 4

2 Madzimambo 4:27-36