2 Madzimambo 4:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akapinda mukati, akapfiga mukova iye nomwana vari vaviri, akanyengetera kuna Jehovha.

2 Madzimambo 4

2 Madzimambo 4:29-42