2 Madzimambo 4:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mhanya undosangana naye ugomubvunza kuti, ‘Munofara mose here? Ko, murume wako anofara here? Ko, mwana wako anofara here?’ ” Mukadzi akati, “Zvose zvakanaka.”

2 Madzimambo 4

2 Madzimambo 4:19-27