2 Madzimambo 4:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo akaenda akasvika kumunhu waMwari paGomo reKarimeri. Akati achimuona achiri kure, munhu waMwari akati kumuranda wake Gehazi, “Tarisa! Hoyo mukadzi muShunemi!

2 Madzimambo 4

2 Madzimambo 4:19-32