2 Madzimambo 3:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakati vachimuka mangwanani vakaona zuva richipenya pamusoro pemvura. KuvaMoabhu vaiva kuno rumwe rutivi, mvura yakanga yakatsvuka seropa.

2 Madzimambo 3

2 Madzimambo 3:16-23