2 Madzimambo 3:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino vaMoabhu vose vakanga vanzwa kuti madzimambo akanga auya kuzorwa navo; saka murume mumwe nomumwe, mudiki nomukuru, aigona kutakura zvombo akadaidzwa uye vakandogariswa kumuganhu.

2 Madzimambo 3

2 Madzimambo 3:15-27