2 Madzimambo 23:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehoahazi akanga ava namakore makumi maviri namatatu paakava mambo, akatonga mwedzi mitatu muJerusarema. Zita ramai vake rainzi Hamutari mwanasikana waJeremia, vaibva kuRibhina.

2 Madzimambo 23

2 Madzimambo 23:30-35