2 Madzimambo 23:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Varanda vaJosia vakatakura mutumbi wake mungoro kubva kuMegidho kusvika kuJerusarema vakamuviga muguva rake. Vanhu vomunyika imomo vakatora Jehoahazi mwanakomana waJosia vakamuzodza uye vakamuita mambo panzvimbo yababa vake.

2 Madzimambo 23

2 Madzimambo 23:24-36