2 Madzimambo 23:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro, Jehovha haana kushanduka pakupisa kwehasha dzake dzinotyisa, dzaipisira Judha nokuda kwezvose zvakaitwa naManase achimutsamwisa.

2 Madzimambo 23

2 Madzimambo 23:22-27