2 Madzimambo 23:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hapana kumbova namambo akaita saJosia kuna vakamutangira kana vakamutevera, akatendeukira kuna Jehovha nomwoyo wake wose, nomweya wake wose, uye nesimba rake rose, sezvaakaita achitevera Murayiro wose waMozisi.

2 Madzimambo 23

2 Madzimambo 23:15-34