2 Madzimambo 23:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akabvunza akati, “Ko, shongwe yeguva yandinoona iyo ndeyaani?” Varume vomuguta vakati, “Ndiyo inoratidza rinda romunhu waMwari akabva kuJudha akaprofita pamusoro pearitari yeBheteri nezvinhu izvi zvamaita kwairi.”

2 Madzimambo 23

2 Madzimambo 23:10-27