2 Madzimambo 23:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Josia akatariratarira uye paakaona makuva akanga aripo pamusoro pechikomo, akarayira kuti mapfupa abviswe maari uye apiswe paaritari kuti aishatise aisvibise, maererano neshoko raJehovha rakaparidzwa nomunhu waMwari akaprofita zvinhu izvi.

2 Madzimambo 23

2 Madzimambo 23:9-19