2 Madzimambo 21:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vanhu havana kuteerera. Manase akavatsausa, zvokuti vakanyanya kuita zvakaipa kupfuura dzimwe ndudzi dzakaparadzwa pamberi pavaIsraeri naJehovha.

2 Madzimambo 21

2 Madzimambo 21:5-14