2 Madzimambo 21:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Handichaitizve kuti tsoka dzavaIsraeri dzidzungaire kubva munyika yandakapa madzitateguru avo, kana vakangochenjera chete kuita zvose zvandakavarayira uye vakachengeta Murayiro wose wavakapiwa nomuranda wangu Mozisi.”

2 Madzimambo 21

2 Madzimambo 21:3-16