2 Madzimambo 20:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muprofita akamubvunza akati, “Chii chavaona mumuzinda mako?” Hezekia akapindura akati, “Vaona zvose zviri mumuzinda mangu. Hapana chinhu chiri pakati pepfuma yangu chandisina kuvaratidza.”

2 Madzimambo 20

2 Madzimambo 20:7-20