2 Madzimambo 20:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo muprofita Isaya akaenda kuna Mambo Hezekia akamubvunza akati, “Zvanzi kudini navarume avo, uye vabvepi?” Hezekia akapindura akati, “Vabva kunyika iri kure. Vabva kuBhabhironi.”

2 Madzimambo 20

2 Madzimambo 20:11-20