2 Madzimambo 20:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mumazuva iwayo Hezekia akarwara zvokuda kufa. Muprofita Isaya mwanakomana waAmozi akaenda kwaari akati, “Zvanzi naJehovha: Gadzira imba yako, nokuti uchafa, hausi kuzorarama.”

2 Madzimambo 20

2 Madzimambo 20:1-9