2 Madzimambo 19:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rimwe zuva, paakanga achinamata mutemberi yamwari wake Nisiroki, vanakomana vake, Adhiramereki naSharezeri vakamuuraya nomunondo, vakatizira kunyika yeArarati. Esarihadhoni mwanakomana wake akamutevera paumambo.

2 Madzimambo 19

2 Madzimambo 19:27-37