2 Madzimambo 2:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Eria akatizve kwaari, “Gara pano, Erisha; nokuti Jehovha andituma kuJeriko.” Iye akapindura akati, “Zvirokwazvo naJehovha mupenyu, uye noupenyu hwenyu, handingakusiyei.” Naizvozvo vakaenda kuJeriko.

2 Madzimambo 2

2 Madzimambo 2:1-10