2 Madzimambo 2:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Boka ravaprofita vapaBheteri rakauya kuna Erisha vakamubvunza vakati, “Unoziva here kuti Jehovha ari kuzokutorera tenzi wako nhasi?” Erisha akavapindura akati, “Hongu, ndinozviziva, regai henyu kuzvitaura.”

2 Madzimambo 2

2 Madzimambo 2:1-7