2 Madzimambo 2:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Achibva ipapo, Erisha akaenda kuBheteri. Paakanga achifamba mumugwagwa, vamwe vechidiki vakabuda muguta vakamusveeredza, vakati kwaari, “Kwira, iwe nyamhanza!”

2 Madzimambo 2

2 Madzimambo 2:13-25