2 Madzimambo 2:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka mvura yakaramba yakanaka kusvikira nhasi sezvakanga zvarehwa neshoko rakataurwa naErisha.

2 Madzimambo 2

2 Madzimambo 2:12-25