2 Madzimambo 19:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo Hezekia akati achizvinzwa, akabvarura nguo dzake akafuka masaga akapinda mutemberi yaJehovha.

2 Madzimambo 19

2 Madzimambo 19:1-7