2 Madzimambo 18:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Eriakimi mwanakomana waHirikia mutariri womunda wamambo, naShebhina munyori naJoa mwanakomana waAsafi munyori wenhoroondo vakaenda kuna Hezekia, nenguo dzavo dzakabvaruka, vakamuudza zvakanga zvataurwa nomukuru wavatariri.

2 Madzimambo 18

2 Madzimambo 18:34-37