2 Madzimambo 17:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi mambo weAsiria akazoziva kuti Hoshea yaiva mhandu, nokuti akanga atuma nhume kuna So, mambo weIjipiti, uye akarega kuripa mutero kuna mambo weAsiria, sezvaaisiita gore negore. Naizvozvo Sharimaneseri akamubata akamuisa mutorongo.

2 Madzimambo 17

2 Madzimambo 17:1-12